2 Chronicles 30:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
unoshiŋgaira nomŋoyo wake kutȿaka Mŋari, Jehova, Mŋari waɓaɓa ʋake, kunyaŋge asina‐kunatswa nomutoʋo wokunatswa kwenɀimbo tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anoisa mwoyo wake mukutsvaka Mwari, Jehovha Mwari wamadzibaba ake kunyange zvake asina kucheneswa kana tichitevedza mitemo yapanzvimbo tsvene.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
aita mwoyo wokutsvaka Tenzi Mwari, Mwari wemadzibaba ake kunyange zvazvo asina kutevedza murao yokuchenurwa yomunzvimbo inoera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
unoshingaira nomwoyo wake kutsvaka Mwari, Jehovha, Mwari wababa vake, kunyange asina kunatswa nomutowo wokunatswa kwenzvimbo tsvene.”
Shona 2009?
unoshingaira nomoyo wake kutsvaka Mwari, Jehovha, Mwari wababa vake, kunyange asina kunatswa nomutowo wokunatswa kwenzvimbo tsvene."
Shona SUB 2002 Bible
unoshingaira nomwoyo wake kutsvaka Mwari, Jehovha, Mwari wababa vake, kunyangwe asina kunatswa nomutowo wokunatswa kwenzvimbo tsvene.”