2 Chronicles 30:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mufaro mukuru ukaʋa’po paJerusarema; nokuti kubva paŋguʋa yaSoromoni mŋanakomana waDavidi, mambo waIsraeri, hakuna‐kuitwa ɀakaɗaro paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwakava nomufaro mukuru kwazvo muJerusarema, nokuti kubva pamazuva aSoromoni mwanakomana waDhavhidhi mambo weIsraeri kwakanga kusina kumboitika zvakaita sezvizvi muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo kwakafarwa zvikuru kwazvo muJerusaremu zvokuti kubvira panguva yaSoromoni mwanakomana waDhavhidhi mambo weIsiraeri hazvina kumboitika muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mufaro mukuru ukavapo paJerusaremu; nokuti kubva panguva yaSoromoni mwanakomana waDhavhidhi, mambo waIsiraeri, hakuna kuita zvakadaro paJerusaremu.
Shona 2009?
Naizvozvo mufaro mukuru ukavapo paJerusaremu; nokuti kubva panguva yaSoromoni mwanakomana waDhavhidhi, mambo walsiraeri, hakuna kuita zvakadaro paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mufaro mukuru ukavapo paJerusaremu; nokuti kubva panguva yaSoromoni mwanakomana waDhavhidhi, mambo waIsiraeri, hakuna kuita zvakadaro paJerusaremu.