2 Chronicles 30:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kuiita neŋguʋa iyo, nokuti ʋaprista, ʋakanatswa, ʋakaŋga ʋasiŋgariŋgani, naʋanhu ʋo ʋakaŋga ʋasina‐kuʋuŋgana paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakanga vasina kukwanisa kutamba mutambo uyu panguva yaunositambwa nokuti vaprista vakanga vazvinatsa vakanga vari vashoma uye vanhu vakanga vasina kuungana muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamusana pokuti havaikwanisa kuichengeta panguva yayo nechikonzero chokuti uwandi hwavapristi vaifanira kuzvichenura hwakanga husati hwakwana uyewo vanhu vakanga vasina kuungana kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakanga vasingagoni kuiita nenguva iyo, nokuti vapristi, vakanatswa, vakanga vasingaringani, navanhuwo vakanga vasina kuungana paJerusaremu.
Shona 2009?
Nokuti vakanga vasingagoni kuiita nenguva iyo, nokuti vaprista, vakanatswa, vakanga vasingaringani, navanhuwo vakanga vasina kuungana paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakanga vasingagoni kuiita nenguva iyo, nokuti vapristi, vakanatswa, vakanga vasingaringani, navanhuwo vakanga vasina kuungana paJerusaremu.