2 Chronicles 30:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kuʋa samadziɓaɓa enyu, nehama dzenyu, ʋakaɗarika mirairo yaJehova Mŋari wamadziɓaɓa enyu, iye akazoʋaita cishamiso, seɀamunoʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musaita samadzibaba enyu nehama dzenyu vakanga vasina kutendeka kuna Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, zvokuti akavaita chakatukwa sezvamunoona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musaite samadzibaba enyu nehama dzenyu vakarega kutendeka kunaTenzi, Mwari wamadzibaba avo zvokuti akazovaita sechinhu chokuti ukaona chinokudederesa nokutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kuva samadzibaba enyu, nehama dzenyu, vakadarika mirairo yaJehovha Mwari wamadzibaba enyu, iye akazovaita chishamiso sezvamunoona.
Shona 2009?
Regai kuva samadzibaba enyu, nehama dzenyu, vakadarika mirairo yaJehovha Mwari wamadzibaba enyu, iye akazovaita chishamiso sezvamunoona.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kuva samadzibaba enyu, nehama dzenyu, vakadarika mirairo yaJehovha Mwari wamadzibaba enyu, iye akazovaita chishamiso sezvamunoona.