2 Chronicles 31:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Hezekia wakaraira kuti ʋagadzire makamuri mumba maJehova; ʋakaagadzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia akarayira kuti kugadzirwe matura okuchengetera zvinhu mutemberi yaJehovha, izvi zvikaitwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya ndokuvaudza kuti vagadzire dzimba mumba yaTenzi. Ivo ndokubva vadzigadzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Hezekia akaraira kuti vagadzire makamuri mumba maJehovha; vakaagadzira.
Shona 2009?
Ipapo Hezekia akaraira kuti vagadzire makamuri mumba maJehovha; vakaagadzira.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Hezekiya akaraira kuti vagadzire makamuri mumba maJehovha; vakaagadzira.