2 Chronicles 31:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapinza ɀipo, nomutoʋo wakatendeka, neɀegumi, neɀinhu ɀakatsaurirwa Jehova; Konania muRevi akaitwa mutariri waɀo, ʋuye Shimei munuŋuna wake wakaŋga ari wecipiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakauyisa zvipo zvavo vakatendeka, nezvegumi nezvipo zvakakumikidzwa. Konania muRevhi ndiye aiva mutariri wezvinhu izvi uye munun'una wake Shimei ndiye aimutevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaiunza zvavaibvisa izvi vari pachokwadi pamwechete nezvegumi nezvimwe zvakateketererwa kuna Mwari. Mukuru mukuru wavo vose aiva Konaniya muRevhi, achitevedzerwa naShimei mukoma nomunun'una naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapinza zvipo, nomutowo wakatendeka, nezvegumi, nezvinhu zvakatsaurirwa Jehovha; Konania muRevhi akaitwa mutariri wazvo, uye Shimei munun'una wake akanga ari wechipiri.
Shona 2009?
Vakapinza zvipo, nomutowo wakatendeka, nezvegumi, nezvinhu zvakatsaurirwa Jehovha; Konania muRevhi akaitwa mutariri wazvo, uye Shimei munun'una wake akanga ari wechipiri.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapinza zvipo, nomutowo wakatendeka, nezvegumi, nezvinhu zvakatsaurirwa Jehovha; Konania muRevhi akaitwa mutariri wazvo, uye Shimei munun'una wake akanga ari wechipiri.