2 Chronicles 31:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naJehieri, naAzazia, naNahati, naAsaheri, naJerimoti, naJozabadi, naErieri, naIsmakia, naMahati, naBenaya, ʋaiʋa ʋatariri pasi paKonania naShimei munuŋuna wake, ʋakaŋga ʋagadzwa namambo Hezekia naAzaria mutariri weimba yaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehieri, Azazia, Nahati, Asaheri, Jerimoti, Jozabhadhi, Erieri, Isimakia, Mahati, naBhenaya vaiva vatariri vari pasi paKonania naShimei munun'una wake, sokupiwa basa kwavakaitwa naMambo Hezekia naAzaria muchinda aiona nezvetemberi yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Jehieri naAzaziya naNahati naAsaheri naJerimoti naJozabhadhi naErieri naIsimakiya naMahati naBhenaya ndovaiva vatariri vachibatsira Konaniya naShimei mukoma nomunun'una naye uya, vakanga vatoita zvokusarudzwa namambo Hezekiya naAzariya mukuru mukuru wapamba paTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaJehieri, naAzazia, naNahati, naAsaheri, naJerimoti, naJozabhadhi, naErieri, naIsimakia, naMahati, naBhenaya, vaiva vatariri pasi paKonania naShimei munun'una wake, vakanga vagadzwa namambo Hezekia naAzaria mutariri weimba yaMwari.
Shona 2009?
NaJehieri, naAzazia, naNahati, naAsaheri, naJerimoti, naJozabhadhi, naErieri, nalsimakia, naMahati, naBhenaya, vaiva vatariri pasi paKonania naShimei munun'una wake, vakanga vagadzwa namambo Hezekia naAzaria mutariri weimba yaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
NaJehieri, naAzazia, naNahati, naAsaheri, naJerimoti, naJozabhadhi, naErieri, naIsimakia, naMahati, naBhenaya, vaiva vatariri pasi paKonania naShimei munun'una wake, vakanga vagadzwa namambo Hezekiya naAzaria mutariri weimba yaMwari.