2 Chronicles 31:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kore mŋanakomana waImna muRevi, mutariri wesuʋo rokumabvazuʋa, wakaŋga ari mutariri wenhendo dzaiŋgopiwa Mŋari nokuɀiɗira, kuti agoʋere ɀipo ɀaJehova neɀinhu ɀitȿene kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kore mwanakomana waImina muRevhi, muchengeti weSuo rokumabvazuva, ndiye aichengeta zvipo zvokungopa kuna Mwari achizogovera zvipo zvaipiwa kuna Jehovha pamwe chete nezvipo zvakatsaurwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kore mwanakomana waImuna muRevhi uya wokuchengetedza kusuo guru rokuMabvazuva ndiye akapiwa basa rokutarira mipiro iya yokupa kuna Tenzi nechido nokugovera zvinenge zvapirwa kuna Tenzi nemipiro inoeresesa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kore mwanakomana waImina muRevhi, mutariri wesuo rokumabvazuva, akanga ari mutariri wenhendo dzaingopiwa Mwari nokuzvidira, kuti agovere zvipo zvaJehovha nezvinhu zvitsvene kwazvo.
Shona 2009?
Kore mwanakomana waImina muRevhi, mutariri wesuo rokumabvazuva, akanga ari mutariri wenhendo dzaingopiwa Mwari nokuzvidira, kuti agovere zvipo zvaJehovha nezvinhu zvitsvene kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Kore mwanakomana waImina muRevhi, mutariri wesuwo rokumabvazuva, akanga ari mutariri wenhendo dzaingopiwa Mwari nokuzvidira, kuti agovere zvipo zvaJehovha nezvinhu zvitsvene kwazvo.