2 Chronicles 31:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pasi pake pakaŋga panaEdeni, naMiniamini, naJeshua, naShemaya, naAmaria, naShekania, mumaguta aʋaprista, pamaɓasa aʋo akatarwa, kuti ʋape hama dzaʋo namapoka, ʋakuru naʋaɗuku ʋose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Edheni, Miniamini, Jeshua, Shemaya, Amaria naShekania vakamubatsira vakatendeka mumaguta avaprista, vachigovera vamwe vaprista mumapoka avo, vakuru navadiki zvakafanana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Edheni naMiniyamini naJeshua naShemaya, naAmariya naShekaniya vaivawo vanhu vari pachokwadi naTenzi vachimubatsira mumaguta avapristi kugova migove kuhama dzavo, kumukuru nomudiki zvimwechetezvo, chikwata nechikwata,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pasi pake pakanga pana Edheni, naMiniamini, naJeshua, naShemaya, naAmaria, naShekania, mumaguta avapristi, pamabasa avo akatarwa, kuti vape hama dzavo namapoka, vakuru navaduku vose;
Shona 2009?
Pasi pake pakanga pana Edheni, naMiniamini, naJeshua, naShemaya, naAmaria, naShekania, mumaguta avaprista, pamabasa avo akatarwa, kuti vape hama dzavo namapoka, vakuru navaduku vose;
Shona SUB 2002 Bible
Pasi pake pakanga pana Edheni, naMiniamini, naJeshua, naShemaya, naAmaria, naShekania, mumaguta avapristi, pamabasa avo akatarwa, kuti vape hama dzavo namapoka, vakuru navaduku vose;