2 Chronicles 31:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naʋakaʋereŋgwa namazita epxere dzaʋo dzose, naʋakadzi ʋaʋo, naʋanakomana ʋaʋo, naʋanasikana ʋaʋo, paʋuŋgano yose; nokuti ʋakaŋga ʋaɀinatsa noʋutȿene pamaɓasa aʋo akatarwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaisanganiswa vadiki vose, vakadzi, navanakomana navanasikana venzvimbo yose vakanyorwa munhoroondo nokuti vakanga vakatendeka pakuzvinatsa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi vainyorwa pamwechete navana vavo vaduku namadzimai avo navana vavo vakomana navasikana gungano rose pamusana pokuti vaifanira kuva vanhu vari pachokwaki vanogara vakazvichenura kuitira zvinhu zvinoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
navakaverengwa namazita epwere dzavo dzose, navakadzi vavo, navanakomana vavo, navanasikana vavo, paungano yose; nokuti vakanga vazvinatsa noutsvene pamabasa avo akatarwa;
Shona 2009?
navakaverengwa namazita epwere dzavo dzose, navakadzi vavo, navanakomana vavo, navanasikana vavo, paungano yose; nokuti vakanga vazvinatsa noutsvene pamabasa avo akatarwa;
Shona SUB 2002 Bible
navakaverengwa namazita epwere dzavo dzose, navakadzi vavo, navanakomana vavo, navanasikana vavo, paungano yose; nokuti vakanga vazvinatsa noutsvene pamabasa avo akatarwa;