2 Chronicles 31:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naʋanakomana ʋaAroni ʋaprista ʋakaŋga ʋari kuminda yoruwa rwamaguta aʋo, paguta rimŋe nerimŋe, kwaiʋa naʋarume ʋakaŋga ʋakanyorwa mazita aʋo, kuti ʋape ʋarume ʋose pakati paʋaprista migoʋe yaʋo, naʋose ʋakaʋereŋgwa mazita aʋo pakati paʋaRevi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuvaprista, zvizvarwa zvaAroni vaigara mumaruwa akanga akakomberedza maguta avo kana mune mamwe maguta, varume vakapiwa mabasa namazita avo kuti vape migove kuno murume mumwe nomumwe aiva pakati pavo nokuna vose vakanga vakanyorwa mumabhuku enhoroondo dzavaRevhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vanakomana vokwaAroni, vapristi vaigara kumafuro amaguta avo kwaiva navarume vakadomwa namazita vakapiwa basa mumaguta akasiyana-siyana rokugova mugove kune wose wechirume mukati mavapristi nokune munhu wose mukati mavaRevhi vose vainge vanyorwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
navanakomana vaAroni vapristi vakanga vari kuminda yoruwa rwamaguta avo, paguta rimwe nerimwe kwaiva navarume vakanga vakanyorwa mazita avo, kuti vape varume vose pakati pavapristi migove yavo, navose vakaverengwa mazita avo pakati pavaRevhi.
Shona 2009?
navanakomana vaAroni vaprista vakanga vari kuminda yoruwa rwamaguta avo, paguta rimwe nerimwe kwaiva navarume vakanga vakanyorwa mazita avo, kuti vape varume vose pakati pavaprista migove yavo, navose vakaverengwa mazita avo pakati pavaRevhi.
Shona SUB 2002 Bible
navanakomana vaAroni vapristi vakanga vari kuminda yoruwa rwamaguta avo, paguta rimwe nerimwe kwaiva navarume vakanga vakanyorwa mazita avo, kuti vape varume vose pakati pavapristi migove yavo, navose vakaverengwa mazita avo pakati pavaRevhi.