2 Chronicles 31:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Hezekia namacinda, ʋakati ʋaȿika nokuʋona mirwi, ʋakaʋoŋga Jehova naʋanhu ʋake ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia namakurukota ake pavakauya vakaona matutu ezvinhu, vakarumbidza Jehovha uye vakaropafadza vanhu vake Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya nemachinda aye pavakauya vakaona mirwi iyoyi vakarumbidza Tenzi vakakomborerawo vanhu vake veIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Hezekia namachinda, vakati vasvika nokuona mirwi, vakavonga Jehovha navanhu vake vaIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino Hezekia namachinda, vakati vasvika nokuona mirwi, vakavonga Jehovha navanhu vake vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Hezekiya namachinda, vakati vasvika nokuona mirwi, vakavonga Jehovha navanhu vake VaIsiraeri.

Recommended Reading