2 Chronicles 32:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko Hezekia haazino‐kukurudzirai, kuti mugozofa nenzara nenyota here, ɀaanoti: Jehova Mŋari weɗu ucatirwira paruʋoko rwamambo weAsiria?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia paanoti, ‘Jehovha Mwari wedu achatinunura kubva muruoko rwamambo weAsiria,’ ari kukureverai nhema kuti mufe nenzara nenyota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakusi kufurirwa zvenyu here naHezekiya kwamuri kuitwa uku kuti akuurayisei zvenyu nenzara nenyota achikutii, ‘Tenzi, Mwari wedu achatinunura mumaoko amambo weAsiria?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko Hezekia haazinokukurudzirai, kuti mugozofa nenzara nenyota here, zvaanoti, ‘Jehovha Mwari wedu achatirwira paruoko rwamambo weAsiria?’
Shona 2009?
Ko Hezekia haazinokukurudzirai, kuti mugozofa nenzara nenyota here, zvaanoti, `Jehovha Mwari wedu achatirwira paruoko rwamambo weAsiria?'
Shona SUB 2002 Bible
Ko Hezekiya haazi anokukurudzirai, kuti mugozofa nenzara nenyota here, zvaanoti, ‘Jehovha Mwari wedu achatirwira paruoko rwamambo weAsiria?’