2 Chronicles 32:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuziʋi here ɀatakaitira ʋanhu ʋose ʋenyika ino, ini namadziɓaɓa aŋgu? Ko ʋamŋari ʋendudzi dzenyika idzo ʋakatoŋgogona kurwira nyika yaʋo paruʋoko rwaŋgu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Hamuzivi here zvandakaita namadzibaba angu kuvanhu vedzimwe nyika? Vamwari venyika idzodzo vakagona here kununura nyika yavo kubva muruoko rwangu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuzive here zvakaitwa neni nemadzibaba angu kumarudzi ose edzimwe nyika? Vamwari vamarudzi acho enyika idzodzo vakanga vachimbokwanisa here kununura nyika dzavo mumaoko angu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuzivi here zvatakaitira vanhu vose venyika ino, ini namadzibaba angu? Ko vamwari vendudzi dzenyika idzo vakatongagona kurwira nyika yavo paruoko rwangu here?
Shona 2009?
Hamuzivi here zvatakaitira vanhu vose venyika ino, ini namadzibaba angu? Ko vamwari vendudzi dzenyika idzo vakatongagona kurwira nyika yavo paruoko rwangu here?
Shona SUB 2002 Bible
Hamuzivi here zvatakaitira vanhu vose venyika ino, ini namadzibaba angu? Ko vamwari vendudzi dzenyika idzo vakatongogona kurwira nyika yavo paruoko rwangu here?