2 Chronicles 32:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko pakati paʋamŋari ʋose ʋendudzi idzo dzakaparadzwa cose namadziɓaɓa aŋgu, wakatoŋgogona kurwira ʋanhu ʋake paruʋoko rwaŋgu here? Ɀino Mŋari wenyu ucagona kukurwirai paruʋoko rwaŋgu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndoupi mwari wenyika dzose dzakaparadzwa namadzibaba angu akagona kuponesa vanhu vake kubva kwandiri? Zvino mwari wenyu angagona sei kukununurai kubva muruoko rwangu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pana vamwari vemarudzi iwayo akanyatsoparadzwa nemadzibaba angu, ndoupi akakwanisa kununura vanhu vake mumaoko mangu zvokuti Mwari wenyu angazokwanisawo kutokununurai mumaoko angu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndianiko pakati pavamwari vose vendudzi idzo dzakaparadzwa chose namadzibaba angu, wakatongogona kurwira vanhu vake paruoko rwangu here? Zvino Mwari wenyu achagona kukurwirai paruoko rwangu here?
Shona 2009?
"Ndianiko pakati pavamwari vose vendudzi idzo dzakaparadzwa chose namadzibaba angu, wakatongogona kurwira vanhu vake paruoko rwangu here? Zvino Mwari wenyu achagona kukurwirai paruoko rwangu here?
Shona SUB 2002 Bible
“Ndianiko pakati pavamwari vose vendudzi idzo dzakaparadzwa chose namadzibaba angu, wakatongogona kurwira vanhu vake paruoko rwangu here? Zvino Mwari wenyu achagona kukurwirai paruoko rwangu here?