2 Chronicles 32:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo Hezekia nomuprofita Isaya mŋanakomana waAmozi, ʋakanyeŋgetera nokuɗa kwacinhu ici, ʋakacemera kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Hezekia nomuprofita Isaya mwanakomana waAmozi vakachema mumunyengetero kudenga pamusoro penyaya iyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Hezekiya nomuporofita Isaya mwanakomana waAmozi vakanamata naizvozvi vachitsvitsa chichemo ichocho kumatenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo Hezekia nomuporofita Isaya mwanakomana waAmozi, vakanyengetera nokuda kwechinhu ichi, vakachemera kudenga.
Shona 2009?
Zvino mambo Hezekia nomuporofita Isaya mwanakomana waAmozi, vakanyengetera nokuda kwechinhu ichi, vakachemera kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo Hezekiya nomuporofita Isaya mwanakomana waAmozi, vakanyengetera nokuda kwechinhu ichi, vakachemera kudenga.