2 Chronicles 32:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino namazuʋa iwayo Hezekia akarwara, kuȿikira pakufa; akanyeŋgetera kunaJehova, iye akataura naye, akamupa ciratidzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamazuva iwayo Hezekia akarwara akasvika pakuda kufa. Akanyengetera kuna Jehovha iye akamupindura akamupa chiratidzo chechishamiso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Namazuva iwayo Hezekiya akarwara zvokuda kufa. Akanamata kuna muTenzi. Iye akamupindura nechiratidzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino namazuva iwayo Hezekia akarwara, kusvikira pakufa; akanyengetera kuna Jehovha, iye akataura naye, akamupa chiratidzo.
Shona 2009?
Zvino namazuva iwayo Hezekia akarwara, kusvikira pakufa; akanyengetera kuna Jehovha, iye akataura naye, akamupa chiratidzo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino namazuva iwayo Hezekiya akarwara, kusvikira pakufa; akanyengetera kuna Jehovha, iye akataura naye, akamupa chiratidzo.