2 Chronicles 32:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi cinhu ico cakanaka caakaitirwa, Hezekia haana‐kuciripira ɀakanaka, nokuti mŋoyo wake wakaɀikudza, Jehova akamutsamŋira iye, naJuda neJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mwoyo waHezekia wakazvikudza uye haana kugamuchira tsitsi dzaakanga aratidzwa. Saka hasha dzaJehovha dzakava pamusoro pake napamusoro peJudha neJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Hezekiya haana kutirimuka kutendawo zvakanaka zvaakanga aitirwa nokuti akanga ava nemwoyo wokuzvikudza. Naizvozvo Mwari akamushatirirwa iye nenyika yokwaJudha neJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi chinhu icho chakanaka chaakaitirwa, Hezekia haana kuchiripira zvakanaka, nokuti mwoyo wake akazvikudza, Jehovha akamutsamwira iye, naJudha neJerusaremu.
Shona 2009?
Asi chinhu icho chakanaka chaakaitirwa, Hezekia haana kuchiripira zvakanaka, nokuti moyo wake akazvikudza, Jehovha akamutsamwira iye, naJudha neJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi chinhu icho chakanaka chaakaitirwa, Hezekiya haana kuchiripira zvakanaka, nokuti mwoyo wake akazvikudza, Jehovha akamutsamwira iye, naJudha neJerusaremu.