2 Chronicles 32:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaɀiwanira ʋo maguta, nefuma yamakwai neŋombe zhinji; nokuti Mŋari wakaŋga amupa fuma zhinji kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavaka misha uye akatenga makwai nemombe zhinji nokuti Mwari akanga amupa pfuma yakawanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazvigadzirirawo maguta akava nezvipfuwo nemombe dzakawanda kwazvo nokuti Mwari akanga amupa upfumi hwakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakazviwanirawo maguta, nepfuma yamakwai nemombe zhinji; nokuti Mwari akanga amupa pfuma zhinji kwazvo.
Shona 2009?
Wakazviwanirawo maguta, nefuma yamakwai nemombe zhinji; nokuti Mwari akanga amupa fuma zhinji kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Wakazviwanirawo maguta, nepfuma yamakwai nemombe zhinji; nokuti Mwari akanga amupa pfuma zhinji kwazvo.