2 Chronicles 32:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋanhu ʋazhinji ʋakaʋuŋgana, ʋakadziʋira matsime ose norukoʋa rwakaŋga ruciyerera napakati penyika iyo, ʋaciti: Madzimambo eAsiria acaȿikirei’ko, akawana mvura zhinji?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hondo huru kwazvo yakaungana, vakavhara zvitubu zvose norukova rwaiyerera ruchipfuura nomunyika iyi. Vakati, “Kumadzimambo eAsiria angauyirei achizowana mvura zhinji.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vazhinji kwazvo vakaungana vakamisa zvisipiti zvose nekakova kaiyerera nomunyika umu vachiti, “Iwo madzimambo eAsiria angasvikowanirei paine mvura yakawanda kudai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vanhu vazhinji vakaungana, vakadzivira matsime ose norukova rwakanga ruchiyerera napakati penyika iyo, vachiti, “Madzimambo eAsiria achasvikireiko, akawana mvura zhinji?”
Shona 2009?
Naizvozvo vanhu vazhinji vakaungana, vakadzivira matsime ose norukova rwakanga ruchiyerera napakati penyika iyo, vachiti, "Madzimambo eAsiria achasvikireiko, akawana mvura zhinji?"
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vanhu vazhinji vakaungana, vakadzivira matsime ose norukova rwakanga ruchiyerera napakati penyika iyo, vachiti, “Madzimambo eAsiria achasvikireiko, akawana mvura zhinji?”