2 Chronicles 32:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye unoruʋoko rwenyama, asi une’su ndiJehova Mŋari weɗu, kuzotiɓatsira nokurwa naʋaʋeŋgi ʋeɗu. Ʋanhu ʋakaʋimba namashoko aHezekia mambo waJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye ane ruoko rwenyama chete, asi isu tina Jehovha Mwari wedu kuti atibatsire uye anotirwira hondo dzedu.” Vanhu vakawana kusimbisiswa nokushinga kubva pane zvakanga zvataurwa naHezekia mambo weJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simba raanaro isimba ravanhu asi watinaye isu ndiTenzi, Mwari wedu wokutibatsira nokutirwira hondo dzedu.” Vanhu vakasimbaradzwa mwoyo nemazwi aHezekiya mambo wokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye unoruoko rwenyama, asi anesu ndiJehovha Mwari wedu, kuzotibatsira nokurwa navavengi vedu.” Vanhu vakavimba namashoko aHezekia mambo waJudha.
Shona 2009?
iye unoruoko rwenyama, asi anesu ndiJehovha Mwari wedu, kuzotibatsira nokurwa navavengi vedu." Vanhu vakavimba namashoko aHezekia mambo waJudha.
Shona SUB 2002 Bible
iye unoruoko rwenyama, asi anesu ndiJehovha Mwari wedu, kuzotibatsira nokurwa navavengi vedu.” Vanhu vakavimba namashoko aHezekiya mambo waJudha.