2 Chronicles 33:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati ari pakutambudzika kwake, akacema kunaJehova Mŋari wake, akaɀininipisa kwaɀo pamberi paJehova Mŋari wamadziɓaɓa ake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukutambudzika kwake akatsvaka Jehovha Mwari wake akazvininipisa kwazvo pamberi paMwari wamadzibaba ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ari munhamo yake iyoyi akateterera kuna Tenzi, Mwari wake kuti amucheukewo. Akazvidukupisa kwazvo pana Tenzi, Mwari wemadzibaba ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati ari pakutambudzika kwake, akachema kuna Jehovha Mwari wake, akazvininipisa kwazvo pamberi paJehovha Mwari wamadzibaba ake;
Shona 2009?
Zvino akati ari pakutambudzika kwake, akachema kuna Jehovha Mwari wake, akazvininipisa kwazvo pamberi paJehovha Mwari wamadzibaba ake;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati ari pakutambudzika kwake, akachema kuna Jehovha Mwari wake, akazvininipisa kwazvo pamberi paJehovha Mwari wamadzibaba ake;