2 Chronicles 33:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mamŋe maɓasa aManase, nomunyeŋgetero wake kunaMŋari wake, namashoko aʋaʋoni ʋakataura kwaari nezita raJehova Mŋari waIsraeri, tarirai ɀakanyorwa mubuku yamaɓasa amadzimambo aIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvimwe zvakaitwa naManase panguva yokutonga kwake, kusanganisira munyengetero wake kuna Mwari wake, namashoko akataurwa navaoni kwaari muzita raJehovha Mwari waIsraeri, zvakanyorwa munhoroondo dzamadzimambo eIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzezvaManase nomunamato wake waakaita kuna Mwari wake nemazwi avaoni vakataura kwaari muzita raTenzi, Mwari weIsiraeri dzirimo muNhoroondo dzaMadzimambo eIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mabasa aManase, nomunyengetero wake kuna Mwari wake, namashoko avaoni vakataura kwaari nezita raJehovha Mwari waIsiraeri, tarirai zvakanyorwa mubhuku yamabasa amadzimambo aIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino mamwe mabasa aManase, nomunyengetero wake kuna Mwari wake, namashoko avaoni vakataura kwaari nezita raJehovha Mwari waIsiraeri, tarirai zvakanyorwa mubhuku yamabasa amadzimambo aIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mamwe mabasa aManase, nomunyengetero wake kuna Mwari wake, namashoko avaoni vakataura kwaari nezita raJehovha Mwari waIsiraeri, tarirai zvakanyorwa mubhuku yamabasa amadzimambo aIsiraeri.