2 Chronicles 33:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye handicabvisi tsoka dzaIsraeri panyika yandakaratidza madziɓaɓa enyu; kana ʋacicenjera ɓedzi kuita ɀose ɀandakaʋaraira, murairo wose, neɀakatemŋa, neɀakarairwa naMosesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handichatenderizve kuti tsoka dzavaIsraeri dzibude munyika yandakavimbisa madzitateguru enyu. Kana chete vakachenjerera kuita zvose zvandakavarayira maererano nemirayiro yose, zvandakavarayira, mitemo, nezvandakatema zvakapiwa kubudikidza naMozisi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uyewo kuti handizoita kuti tsoka yomuIsiraeri ibude kunze vadzungairezve vari kunze, kwenyika yandakasarudzira madzibaba avo. Ndokunge chete vachenjerera kuita zvose zvandakati vaite uye nezvose zviri pamutemo nemirao nezvirevo zvavakapiwa nokuna Mosesi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye handichabvisi tsoka dzaIsiraeri panyika yandakaratidza madzibaba enyu; kana vachichenjera bedzi kuita zvose zvandakavaraira, murayiro wose, nezvakatemwa, nezvakarairwa naMosesi.”
Shona 2009?
Uye handichabvisi tsoka dzaIsiraeri panyika yandakaratidza madzibaba enyu; kana vachichenjerachetekuita zvose zvandakavaraira, murayiro wose, nezvakatemwa, nezvakarairwa naMozisi."
Shona SUB 2002 Bible
Uye handichabvisi tsoka dzaIsiraeri panyika yandakaratidza madzibaba enyu; kana vachichenjera bedzi kuita zvose zvandakavaraira, murairo wose, nezvakatemwa, nezvakarairwa naMosesi.”