2 Chronicles 34:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaipa pamaʋoko aʋaɓati ʋakaŋga ʋacitarira imba yaJehova, naʋaɓati ʋakaŋga ʋaciɓata mumba maJehova, ʋakairipa kuzoʋandudza nokugadzirisa imba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakaichengetesa varume vakanga vapiwa basa rokuva vatariri vebasa rapatemberi yaJehovha. Varume ava vakaripira vashandi vaigadziridza nokuvaka patsva temberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaipa kuvashandi vaiona nezvebasa remba yaTenzi. Vashandi ava vaiona nezvebasa remba yaTenzi vakaishandisa kugadzira imba iyoyi vachiita kuti ive sezvayaiva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaipa pamaoko avabati vakanga vachitarira imba yaJehovha, vakairipa kuzovandudza nokugadzirisa imba;
Shona 2009?
Vakaipa pamaoko avabati vakanga vachitarira imba yaJehovha, vakairipa kuzovandudza nokugadzirisa imba;
Shona SUB 2002 Bible
Vakaipa pamaoko avabati vakanga vachitarira imba yaJehovha, vakairipa kuzovandudza nokugadzirisa imba;