2 Chronicles 34:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hirkia akapindura, akati kunaShafani munyori: Ndawana buku yomurairo mumba maJehova. Hirkia ndokupa buku iyo kunaShafani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hirikia akati kuna Shafani munyori, “Ndawana Bhuku roMurayiro mutemberi yaJehovha.” Akaripa kuna Shafani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hirikiya akati kuna samunyori Shafani, “Ndawana bhuku romutemo mumba yaTenzi!” Hirikiya akapa bhuku iroro kuna Shafani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hirikia akapindura, akati kuna Shafani munyori, “Ndawana bhuku yomurayiro mumba maJehovha.” Hirikia ndokupa bhuku iyo kuna Shafani.
Shona 2009?
Hirikia akapindura, akati kuna Shafani munyori, "Ndawana bhuku yomurayiro mumba maJehovha." Hirikia ndokupa bhuku iyo kuna Shafani.
Shona SUB 2002 Bible
Hirikia akapindura, akati kuna Shafani munyori, “Ndawana Bhuku yoMurairo mumba maJehovha.” Hirikia ndokupa bhuku iro kuna Shafani.