2 Chronicles 34:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Shafani akaenda nebuku kunamambo, ʋuye akaenda ʋo neshoko kunamambo, akati: Ɀose ɀakarairwa ʋaranda ʋenyu, ʋanoɀiita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Shafani akatora bhuku riya akaenda naro kuna Mambo akati, “Machinda enyu ari kuita zvose zvaakanzi aite.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shafani akaenda nebhuku racho kuna mambo akataura achiti, “Zvamakati zviitwe navaranda venyu zvaitwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Shafani akaenda nebhuku kuna mambo, uye akendawo neshoko kuna mambo, akati, “Zvose zvakarairwa varanda venyu, vanozviita.”
Shona 2009?
Zvino Shafani akaenda nebhuku kuna mambo, uye akendawo neshoko kuna mambo, akati, "Zvose zvakarairwa varanda venyu, vanozviita."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Shafani akaenda nebhuku kuna mambo, uye akendawo neshoko kuna mambo, akati, “Zvose zvakarairwa varanda venyu, vanozviita.”