2 Chronicles 34:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Shafani munyori akaʋudza mambo, akati: Muprista Hirkia wandipa buku. Ipapo Shafani akaraʋa’mo pamberi pamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Shafani munyori akati kuna mambo, “Hirikia muprista andipa bhuku.” Uye Shafani akaverenga kubva mariri pamberi pamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munyori mukuru Shafani akataurira mambo achiti, “Vamupristi Hirikiya andipa bhuku.” Shafani akariverenga pana mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Shafani munyori akaudza mambo, akati, “Mupristi Hirikia andipa bhuku.” Ipapo Shafani akaravamo pamberi pamambo.
Shona 2009?
Zvino Shafani munyori akaudza mambo, akati, "muprista Hirikia andipa bhuku." Ipapo Shafani akaravamo pamberi pamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Shafani munyori akaudza mambo, akati, “Mupristi Hirikia andipa bhuku.” Ipapo Shafani akaravamo pamberi pamambo.