2 Chronicles 34:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ɀakarurama pamberi paJehova, akafamba nenzira yaɓaɓa ʋake Davidi, haana‐kutsaukira kurudyi kana kuruɓoshwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita zvakanga zvakanaka pamberi paJehovha akafamba munzira dzababa vake Dhavhidhi, asingatendeukiri kurudyi kana kuruboshwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita zvakarurama zvinodiwa naTenzi akatevedza makwara atateguru wake Dhavhidhi. Haana kutsaukira uku kana uku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akafamba nenzira yababa vake Dhavhidhi, haana kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.
Shona 2009?
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akafamba nenzira yababa vake Dhavhidhi, haana kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akafamba nenzira yababa vake Dhavhidhi, haana kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.