2 Chronicles 34:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akaraira Hirkia naAhikami mŋanakomana waShafani, naAbdoni mŋanakomana waMika, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarayira Hirikia, Ahikami mwanakomana waShafani, Abhidhoni mwanakomana waMika, Shafani munyori naAsaya mushandi wamambo kuti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akaudza Hirikiya naAhikamu mwanakomana waShafani naAbhudhoni mwanakomana waMika nasamunyori Shafani naAsaya gurukota ramambo kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akaraira Hirikia naAhikami mwanakomana waShafani, naAbhidhoni mwanakomana waMika, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo, akati,
Shona 2009?
Mambo.akaraira Hirikia naAhikami mwanakomana waShafani, naAbhidhoni mwanakomana waMika, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akaraira Hirikia naAhikami mwanakomana waShafani, naAbhidhoni mwanakomana waMika, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo, akati,