2 Chronicles 34:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Tarirai, ndicaʋuyisa ɀakaipa pamsoro penɀimbo iyi, napamsoro paʋagere’po, iko kutuka kwose kwakanyorwa mubuku iyo yaʋakaraʋa pamberi pamambo waJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha, ‘Ndichauyisa zvakaipa munzvimbo iyi nomuvanhu vayo kutukwa kwose kwakanyorwa mubhuku raverengwa pamberi pamambo weJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvanzi naTenzi, ‘Chinzwai, ndichaunza nyatwa panzvimbo ino napavanhu vayo, majambwa ose akanyorwa mubhuku rakaverengerwa mambo wokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Zvanzi naJehovha, tarirai, ndichauyisa zvakaipa pamusoro penzvimbo iyi, napamusoro pavagerepo, iko kutuka kwose kwakanyorwa mubhuku iyo yavakarava pamberi pamambo waJudha.’
Shona 2009?
'Zvanzi naJehovha, tarirai, ndichauyisa zvakaipa pamusoro penzvimbo iyi, napamusoro pavagerepo, iko kutuka kose kwakanyorwa mubhuku iyo yavakarava pamberi pamambo waJudha.'
Shona SUB 2002 Bible
‘Zvanzi naJehovha, tarirai, ndichauyisa zvakaipa pamusoro penzvimbo iyi, napamusoro pavagerepo, iko kutuka kwose kwakanyorwa mubhuku iro ravakarava pamberi pamambo waJudha.’