2 Chronicles 34:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋoyo wako ɀawakaŋga uri munyoro, ukaɀininipisa pamberi paMŋari, ŋguʋa yawakanzwa mashoko ake pamsoro penɀimbo iyi, napamsoro paʋagere’mo, ukaɀininipisa pamberi paŋgu, ukabvarura ŋguʋo dzako, ukacema pamberi paŋgu, ɀino ɀanzi naJehova: Ini ndakunzwa ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Nokuti mwoyo wako wateerera uye wazvininipisa pamberi paMwari pawanzwa zvaakataura pamusoro penzvimbo ino navanhu vayo zvakaipa, uye nokuti wazvininipisa pamberi pangu ukabvarura nguo dzako ukachema pamberi pangu, ndakunzwa ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamusana pokuti wakapfidza mumwoyo mako ukazvirerekawo pana Mwari, pawakanzwa shoko raakataura rakanangana nenzvimbo ino nokuvagari vayo, ukabva wazvirereka kwandiri, ukabvarura hanzu dzako neshungu ukachema pandiri, Tenzi anotiwo, chichemo chako ndakachinzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwoyo wako zvawakanga uri munyoro, ukazvininipisa pamberi paMwari, nguva yawakanzwa mashoko ake pamusoro penzvimbo iyi, napamusoro pavageremo, ukazvininipisa pamberi pangu, ukabvarura nguo dzako, ukachema pamberi pangu,’ zvino zvanzi naJehovha, ‘Ini ndakunzwawo.’
Shona 2009?
moyo wako zvawakanga uri munyoro, ukazvininipisa pamberi paMwari, nguva yawakanzwa mashoko ake pamusoro penzvimbo iyi, napamusoro pavageremo, ukazvininipisa pamberi pangu, ukabvarura nguvo dzako, ukachema pamberi pangu,' zvino zvanzi naJehovha, `Ini ndakunzwawo.'
Shona SUB 2002 Bible
mwoyo wako zvawakanga uri munyoro, ukazvininipisa pamberi paMwari, nguva yawakanzwa mashoko ake pamusoro penzvimbo iyi, napamusoro pavageremo, ukazvininipisa pamberi pangu, ukabvarura nguo dzako, ukachema pamberi pangu,’ zvino zvanzi naJehovha, ‘Ini ndakunzwawo.’