2 Chronicles 34:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaraira ʋose ʋakaŋga ʋari Jerusarema naBenjamini kuabvumira. Ʋagere Jerusarema ʋakaita seɀakarebga pasuŋgano yaMŋari, iye Mŋari wamadziɓaɓa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Apedza izvi akaita kuti munhu wose womuJerusarema neBenjamini azvipire kwairi; vanhu vomuJerusarema vakaita izvi maererano nesungano yaMwari, Mwari wamadzibaba avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita kuti vose vaiva muJerusaremu nokwaBhenjamini vazvisungewo nacho. Vagari vomuJerusaremu vakachengeta nomo chitenderano chaMwari, Mwari wamadzibaba avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaraira vose vakanga vari Jerusaremu naBhenjamini kuabvumira. Vagere Jerusaremu vakaita sezvakarehwa pasungano yaMwari, iye Mwari wamadzibaba avo.
Shona 2009?
Akaraira vose vakanga vari Jerusaremu naBhenjamini kuabvumira. Vagere Jerusaremu vakaita sezvakarehwa pasungano yaMwari, iye Mwari wamadzibaba avo.
Shona SUB 2002 Bible
Akaraira vose vakanga vari Jerusaremu naBhenjamini kuabvumira. Vagere Jerusaremu vakaita sezvakarehwa pasungano yaMwari, iye Mwari wamadzibaba avo.