2 Chronicles 35:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakaʋuraya makwaiana epaseka, ʋaprista ndokusasa ropa raʋakapiwa naʋo, ʋaRevi ʋakaaviya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makwayana ePasika akaurayiwa, vaprista vakasasa ropa ravakapiwa, vaRevhi vachivhiya mhuka idzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakauraya hwayana yePasika, vapristi vakasasa ropa ravakagamuchira kwavari. Izvozvo vaRevhi ndovainge vachivhiya dzainge dzaurayiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakauraya makwayana ePasika, vapristi ndokusasa ropa ravakapiwa navo, vaRevhi vakaavhiya.
Shona 2009?
Ipapo vakauraya makwayana ePasika, vaprista ndokusasa ropa ravakapiwa navo, vaRevhi vakaavhiya.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakauraya makwayana ePasika, vapristi ndokusasa ropa ravakapiwa navo, vaRevhi vakaavhiya.