2 Chronicles 35:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akagadza ʋaprista pamaɓasa aʋo, akaʋatsuŋgisa paɓasa reimba yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamisa vaprista pamabasa avo akavakurudzira kuti vashumire mutemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaronga vapristi mumabasa avo akavakurudzira mumabasa iwayo omumba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akagadza vapristi pamabasa avo, akavatsungisa pabasa reimba yaJehovha.
Shona 2009?
Akagadza vaprista pamabasa avo, akavatsungisa pabasa reimba yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Akagadza vapristi pamabasa avo, akavatsungisa pabasa reimba yaJehovha.