2 Chronicles 35:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋafuri ʋoʋuta ʋakafura mambo Josia; mambo akati kuʋaranda ʋake: Ndibvisei, nokuti ndakuʋadzwa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vawemburi vouta vakapfura Mambo Josia, uye iye akati kumachinda ake, “Ndibvisei pano; ndakuvara zvakaipisisa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vokukanda miseve vakapfura mambo Josiya ndokubva iye mambo ati kumachinda ake, “Ndibvisei pano. Ndakuvadzwa zvakanyanya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vapfuri vouta vakapfura mambo Josia; mambo akati kuvaranda vake, “Ndibvisei, nokuti ndakuvadzwa kwazvo.”
Shona 2009?
Zvino vapfuri vouta vakapfura mambo Josiya; mambo akati kuvaranda vake, "Ndibvisei, nokuti ndakuvadzwa kwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vapfuri vouta vakapfura mambo Josiya; mambo akati kuvaranda vake, “Ndibvisei, nokuti ndakuvadzwa kwazvo.”

Recommended Reading