2 Chronicles 35:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Josia akapa ʋana ʋaʋanhu ɀimŋe ɀipfuwo, makwaiana nembudzana, ɀose kuti ɀiʋe ɀipiriso ɀepaseka, iʋo ʋose ʋakaŋga ʋari’po, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu, ʋuye nzombe dzineɀuru ɀitatu; iɀi ɀose ɀakabva pafuma yamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josia akapa vamwe vanhu vose vakanga varipo makwai nembudzi zvaisvika zviuru makumi matatu sezvipiriso zvePasika, uyewo nemombe zviuru zvitatu, zvose izvi zvakabva mupfuma yamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josiya akabvisira vanhu zvipo zvePasika kuitira vanhu vose vaivapo, zviri zvehwayana nembudzana dzaakabvisa muzvipfuwo zvake dzaisvika makumi matatu ezviuru pamwechete nezviuru zvitatu zvehandira. Zvose izvozvi zvakabva muupfumi hwamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Josia akapa vana vavanhu zvimwe zvipfuwo, mwakwayana nembudzana, zvose kuti zvive zvipiriso zvePasika, ivo vose vakanga varipo, vakasvika zviuru zvina makumi matatu, uye nzombe dzine zviuru zvitatu; izvi zvose zvakabva papfuma yamambo.
Shona 2009?
Ipapo Josiya akapa vana vavanhu zvimwe zvipfuwo, mwakwayana nembudzana, zvose kuti zvive zvipiriso zvePasika, ivo vose vakanga varipo, vakasvika zviuru zvina makumi matatu, uye nzombe dzine zviuru zvitatu; izvi zvose zvakabva pafuma yamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Josiya akapa vana vavanhu zvimwe zvipfuwo, mwakwayana nembudzana, zvose kuti zvive zvipiriso zvePasika, ivo vose vakanga varipo, vakasvika zviuru zvina makumi matatu, uye nzombe dzine zviuru zvitatu; izvi zvose zvakabva papfuma yamambo.