2 Chronicles 36:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino gore rakati rapera mambo Nebukadnezari akatuma nhume ʋakamuisa Babironi, pamŋe cete nenhumbi dzinokosha dzeimba yaJehova, akaita munuŋuna wake Zedekia mambo waJuda neJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupera kwegore, Mambo Nebhukadhinezari akatuma shoko rokuti auyiswe kuBhabhironi pamwe chete nemidziyo inokosha kubva mutemberi yaJehovha, akaita munun'una waJehoyakini, Zedhekia, mambo pamusoro peJudha neJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchirimo panguva yepfumvudza mambo Nebhukadhineza akatumira shoko rokuti aunzwe kuBhabhironi pamwechete nemidziyo inokosha yomumba yaTenzi akabva aita munun'una wake Zedhekiya mambo wokwaJudha neJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino gore rikati rapera mambo Nebhukadhinezari akatuma nhume vakamuisa Bhabhironi, pamwechete nenhumbi dzinokosha dzeimba yaJehovha, akaita munun'una wake Zedhekia mambo waJudha neJerusaremu.
Shona 2009?
Zvino gore rikati rapera mambo Nebhukadhinezari akatuma nhume vakamuisa Bhabhironi, pamwechete nenhumbi dzinokosha dzeimba yaJehovha, akaita munun'una wake Zedhekia mambo waJudha neJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino gore rikati rapera mambo Nebhukadhineza akatuma nhume vakamuisa Bhabhironi, pamwechete nenhumbi dzinokosha dzeimba yaJehovha, akaita munun'una wake Zedhekiya mambo waJudha neJerusaremu.