2 Chronicles 36:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakamukira ʋo mambo Nebukadnezari, wakaŋga amupikisa naMŋari; asi wakawomesa mutsipa wake, nokuwomesa mŋoyo wake, akarega kutendeʋukira kunaJehova Mŋari waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamukirawo Mambo Nebhukadhinezari akanga amuita kuti ape mhiko muzita raMwari. Akaomesa mutsipa akaomesa mwoyo wake uye akaramba kutendeukira kuna Jehovha, Mwari weIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapandukira mambo Nebhukadhineza akanga aita kuti apike naTenzi mhiko. Akaomesa musoro akaomesa mwoyo wake pane zvokudzokera kuna Tenzi, Mwari weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akamukirawo mambo Nebhukadhinezari, akanga amupikisa naMwari; asi akawomesa mutsipa wake, nokuomesa mwoyo wake, akarega kutendeukira kuna Jehovha Mwari waIsiraeri.
Shona 2009?
Akamukirawo mambo Nebhukadhinezari, akanga amupikisa naMwari; asi akawomesa mutsipa wake, nokuomesa moyo wake, akarega kutendeukira kuna Jehovha Mwari waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Akamukirawo mambo Nebhukadhineza, akanga amupikisa naMwari; asi akawomesa mutsipa wake, nokuomesa mwoyo wake, akarega kutendeukira kuna Jehovha Mwari waIsiraeri.