2 Chronicles 36:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ʋakuru ʋose ʋaprista naʋanhu ʋakaɗarika ɀikuru kwaɀo, ʋakateʋera ɀinonyaŋgadza ɀose ɀaʋahedeni, ʋakaȿiɓisa imba yaJehova yaakaŋga atsaura paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve vakuru vose vavaprista navanhu vakanyanya kutadza vachitevera zvinonyangadza zvose zvendudzi vakasvibisa imba yaJehovha yaakanga akudza kwazvo muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru vose pavapristi pamwechete navanhu zvakanga zvangova zvimwechetezvo zvokurega kuva pachokwadi zvatonyanyisa kwazvo votevedza zviito zvakaipisisa kwazvo zvaiitwa nevechirudzi vachin'oresa imba yaTenzi yaakanga aeresa muJerusaremu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye vakuru vose vapristi navanhu vakadarika zvikuru kwazvo, vakatevera zvinonyangadza zvose zvavahedheni, vakasvibisa imba yaJehovha yaakanga atsaura paJerusaremu.
Shona 2009?
Uye vakuru vose vaprista navanhu vakadarika zvikuru kwazvo, vakatevera zvinonyangadza zvose zvavahedheni, vakasvibisa imba yaJehovha yaakanga atsaura paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Uye vakuru vose vapristi navanhu vakadarika zvikuru kwazvo, vakatevera zvinonyangadza zvose zvavahedheni, vakasvibisa imba yaJehovha yaakanga atsaura paJerusaremu.