2 Chronicles 4:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaita ʋo artari yendarira, kureɓa kwayo kwakaŋga kunamakubiti anamakumi maʋiri, noʋupamhi bgayo makubiti anamakumi maʋiri, nokukwirira kwayo anegumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavaka aritari yendarira yakanga yakareba makubhiti makumi maviria, uye upamhi hwayo hwaiva makubhiti makumi maviri uye yakareba makubhiti gumib kuenda mudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akaitawo atari yendarira yaiva mamita mapfumbamwe kureba, upamhi hwayo huchiitawo mamita mapfumbamwe, kukwira kwayo mudenga yakareba mamita mana ana masendimita makumi mashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo aritari yendarira, kureba kwayo kwakanga kunamakubhiti ana makumi maviri, nokukwirira kwayo ane gumi.
Shona 2009?
Akaitawo aritari yendarira, kureba kwayo kwakanga kuna makubhiti ana makumi maviri, nokukwirira kwayo ane gumi.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo atari yendarira, kureba kwayo kwakanga kuna makubhiti ana makumi maviri, nokukwirira kwayo ane gumi.