2 Chronicles 4:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
namatamba anamazana manna emimbure miʋiri, misara miʋiri yamatamba pamumbure mumŋe nomumŋe, kufukidza mbiya mbiri yemisoro yakaŋga iri pamsoro pembiru;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matamba mazana mana emimbure miviri nemimwe yakanga yakashongedza misoro yakanga yakaumbwa sembiya pamisoro yembiru;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye zvainge michero yamapomegiraneti mazana mana, zvokuisa pamambure iwayo ari maviri, mumbure woga woga uine mitsara miviri yezvinenge mapomegiraneti zvokushongedza pazvinhu zviya zviviri zvakafutumara zvapamisoro yemisimboti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
namatamba ana mazana mana emimbure miviri, misara miviri yamatamba pamumbure mumwe nomumwe, kufukidza mbiya mbiri yemisoro yakanga iri pamusoro pembiru;
Shona 2009?
namatamba ana mazana mana emimbure miviri, misara miviri yamatamba pamumbure mumwe nomumwe, kufukidza mbiya mbiri yemisoro yakanga iri pamusoro pembiru;
Shona SUB 2002 Bible
namatamba ana mazana mana emimbure miviri, misara miviri yamatamba pamumbure mumwe nomumwe, kufukidza mbiya mbiri yemisoro yakanga iri pamusoro pembiru;