2 Chronicles 4:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo Soromoni akaita nhumbi dzose idzi dzakawanda kwaɀo; nokuti kurema kwendarira kwakaŋga kusiŋgayerwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinhu izvi zvose zvakagadzirwa naSoromoni zvakanga zvakawanda kwazvo zvokuti uremu hwendarira yakashandiswa hwakanga husingaverengeki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akagadzira mirwi nemirwi yezvinhu izvozvo zvokuti hapana akazokwanisa kuwana kuti ndarira yacho yairema zvakadii.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo Soromoni akaita nhumbi dzose idzi dzakawanda kwazvo; nokuti kurema kwendarira kwakanga kusingayerwi.
Shona 2009?
Saizvozvo Soromoni akaita nhumbi dzose idzi dzakawanda kwazvo; nokuti kurema kwendarira kwakanga kusingayerwi.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo Soromoni akaita nhumbi dzose idzi dzakawanda kwazvo; nokuti kurema kwendarira kwakanga kusingayerwi.