2 Chronicles 4:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pasi paro pakaŋga paneɀifananidzo ɀenzombe dzakaŋga dzicirikomberedza, ɀiciita gumi pakubiti rimŋe nerimŋe, ɀicipoteredza dziʋa. Nzombe dzakaita misara miʋiri, dzakaʋumbga pamŋe cete naro pakuʋumbga kwaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazasi pomuromo, zvifananidzo zvehando zvairipoteredza, zviri gumi pakubhiti rimwe chetee. Hando idzi dzakanga dzakaiswa mumitsara miviri dziri chinhu chimwe chete neGungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasi paro nechokunzekunze pakanga pakaitwa zvinenge mapudzi, zviri makumi maviri pamita yoga yoga. Zvainge mapudzi izvi, zvakanga zvakaita zvokuumbirwa pazibhavhu iri pamwechete naro parakagadzirwa zviri mumitsara miviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pasi paro pakanga pane zvifananidzo zvenzombe dzakanga dzichirikomberedza, zvichiita gumi pakubhiti rimwe nerimwe, zvichipoteredza dziva. Nzombe dzakaita misara miviri, dzakaumbwa pamwechete naro pakuumbwa kwaro.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible