2 Chronicles 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋukobvu bgaro bgakaŋga bgakaita soʋupamhi bgecanza, nomuromo waro wakaŋga wakafanana nomuromo wembiya, seruʋa rehapa; mukati makaɗirwa ʋuye makariŋgana mabati aneɀuru ɀitatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ukobvu hwaro hwakanga hwakaita sokufara kwechanzaf uye muromo waro wakanga wakaita somuromo womukombe, seruva rehapa. Raizara namabhati zviuru zvitatug.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ukobvu hwaro hwakanga hwakaita sechanza, mupendero waro wakanga wakaita somupendero wekapu, seruva ramahapa. Zibhavhu iri raipinda madhiramu aikarosvika mazana matatu namakumi mashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ukobvu hwaro hwakanga hwakaita soupamhi hwechanza, nomuromo waro wakanga wakafanana nomuromo wembiya, seruva rehapa; mukati makadirwa uye makaringana mabhati ane zviuru zvitatu.
Shona 2009?
Ukobvu hwaro hwakanga hwakaita soupamhi bwechanza, nomuromo waro wakanga wakafanana nomuromo wembiya, seruva rehapa; mukati makadirwa uye makaringana mabhati ane zviuru zvitatu.
Shona SUB 2002 Bible
Ukobvu hwaro hwakanga hwakaita soupamhi hwechanza, nomuromo waro wakanga wakafanana nomuromo wembiya, seruva rehapa; mukati makadirwa uye makaringana mabhati ane zviuru zvitatu.