2 Chronicles 4:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo midziyo yokusukira inegumi, akaisa mishanu kurudyi nemishanu kuruɓoshwe, yokusukira’mo; ɀinhu ɀeɀipiriso, ɀaipiswa, ɀaisukirwa’mo; asi dziʋa rakaŋga riri raʋaprista rokushambidzira’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akagadzirazve madhishi okusukira gumi akaisa mashanu kudivi rezasi, uye mashanu kudivi rokumusoro. Zvinhu zvose zvaizoshandiswa pazvipiriso zvinopiswa zvaisukirwamo, asi Gungwa raizoshandiswa navaprista pakushamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzirawo mabhavhu gumi okushambira, akandoisa mashanu acho kumaodzanyemba, mamwe acho mashanu kuchamhembe. Maari iwaya ndimo mavaisukira zvainge zvashandiswa pamupiro wokupisa, muzibhavhu ziguru guru ndimo maishambira vapristi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo midziyo yokusukira ine gumi, akaisa mishanu kurudyi nemishanu kuruboshwe, yokusukiramo; zvinhu zvezvipiriso, zvaipiswa, zvaisukirwamo; asi dziva rakanga riri ravapristi rokushambidziramo.
Shona 2009?
Akaitawo midziyo yokusukira ine gumi, akaisa mishanu kurudyi nemishanu kuruboshwe, yokusukiramo; zvinhu zvezvipiriso, zvaipiswa, zvaisukirwamo; asi dziva rakanga riri ravaprista rokushambidziramo.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo midziyo yokusukira ine gumi, akaisa mishanu kurudyi nemishanu kuruboshwe, yokusukiramo; zvinhu zvezvipiriso, zvaipiswa, zvaisukirwamo; asi dziva rakanga riri ravapristi rokushambidziramo.