2 Chronicles 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukati meareka makaŋga musisineciro, asi mahwendefa maʋiri akaŋga aiswa’mo naMosesi paHorebi, ŋguʋa Jehova yaakaita suŋgano nayo naʋana ʋaIsraeri pakuɓuɗa kwaʋo paEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muareka makanga musina chinhu kunze kwamahwendefa maviri akanga aiswamo naMozisi paHorebhi, Jehovha pavakaita sungano neIsraeri mushure mokunge vabuda muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mubhokisi rechitenderano makanga musina chimwe chinhu kunze kwamafendefa maviri aye akaiswamo naMosesi kuHorebhu, kwakaita Tenzi chitenderano navanhu veIsiraeri pavakabuda muIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukati meareka makanga musisine chiro, asi mahwendefa maviri akanga aiswamo naMosesi paHorebhu, nguva Jehovha yaakaita sungano navana vaIsiraeri pakubuda kwavo paIjipiti.
Shona 2009?
Mukati meareka makanga musisine chiro, asi mabwendefa maviri akanga aiswamo naMozisi paHorebhu, nguva Jehovha yaakaita sungano navana valsiraeri pakubuda kwavo paIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Mukati meareka makanga musisina chiro, asi mahwendefa maviri akanga aiswamo naMosesi paHorebhu, nguva Jehovha yaakaita sungano navana VaIsiraeri pakubuda kwavo paIjipiti.