2 Chronicles 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaprista ʋakati ʋaɓuɗa panɀimbo tȿene, (nokuti ʋaprista ʋose, ʋakaŋga ʋari’po, ʋakaŋga ʋaɀinatsa, ʋasiŋgaiti namapoka aʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaprista vakabuda kubva muNzvimbo Tsvene. Vaprista vose vakanga varipo vakanga vazvinatsa zvisinei kuti vaiva vamapoka api.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakazobuda vapristi munzvimbo inoera, vapristi vose ivava vaivapo vakatenge vambozvichenura pasina kuti uyu ndowebato ripi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vapristi vakati vabuda panzvimbo tsvene, (nokuti vapristi vose, vakanga varipo, vakanga vazvinatsa, vasingaiti hanya namapoka avo;
Shona 2009?
Zvino vaprista vakati vabuda panzvimbo tsvene, (nokuti vaprista vose, vakanga varipo, vakanga vazvinatsa, vasingaiti hanya namapoka avo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vapristi vakati vabuda panzvimbo tsvene, (nokuti vapristi vose, vakanga varipo, vakanga vazvinatsa, vasingaiti hanya namapoka avo;