2 Chronicles 5:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo ʋaprista ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kumira paɓasa nokuɗa kwegore; nokuti kubginya kwaJehova kwakazadza imba yaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vaprista vakatadza kuita basa ravo nokuda kwegore iroro, nokuti kubwinya kwaJehovha kwakanga kwazadza temberi yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokuti vapristi vakatadza kuita basa ravo pamusana pegore iroro nokuti kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakanga kwazadza imba yaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo vapristi vakanga vasingagoni kumira pabasa nokuda kwegore; nokuti kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yaMwari.
Shona 2009?
naizvozvo vaprista vakanga vasingagoni kumira pabasa nokuda kwegore; nokuti kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo vapristi vakanga vasingagoni kumira pabasa nokuda kwegore; nokuti kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yaMwari.