2 Chronicles 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋose ʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana kunamambo pamutambo, wakaŋga uri pamŋedzi wecinomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye varume vose veIsraeri vakauya pamwe chete kuna mambo panguva yomutambo mumwedzi wechinomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo varume vose veIsiraeri vakaungana kuna mambo pamazuva makuru muri mumwedzi wechinomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vose vaIsiraeri vakaungana kuna mambo pamutambo, wakanga uri pamwedzi wechinomwe.
Shona 2009?
Varume vose vaIsiraeri vakaungana kuna mambo pamutambo, wakanga uri pamwedzi wechinomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Varume vose VaIsiraeri vakaungana kuna mambo pamutambo, wakanga uri pamwedzi wechinomwe.